Tuesday 21 October 2014

Musango Mune Hangaiwa - Zexie Manatsa


mwari baba tine chichemo
tiyamurei baba

chichemo chedu mvura ngainaye
ichokwadi baba

mwari baba isanaye musango
tiyamurei baba

musango umo mune hangaiwa
ichokwadi baba

hangaiwa dzakatetereka
tiyamurei baba

hangaiwa idzo ndedze mudzimu
ichokwadi baba

makadziona musadzibate
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba

mwari baba tine chichemo
tiyamurei baba

chichemo chedu mvura ngainaye
ichokwadi baba

mwari baba isanaye musango
tiyamurei baba

musango umo mune hangaiwa
ichokwadi baba

hangaiwa dzakatetereka
tiyamurei baba

hangaiwa idzo ndedze mudzimu
ichokwadi baba

makadziona musadzibate
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyamurei baba

tangai maenda kuna nehanda
ichokwadi baba

mhondoro huru yenyika ino
tiyemurei baba


No comments:

Post a Comment