Monday 15 September 2014

Nherera Ndimambo - Mike Mopo & Zinawa

mwanangu unochemei
hiyaya hinde hiyaya

mwanangu unochemehi
hiyaya hinde hiyaya

tapa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

katondo unochemei
hiyaya hinde hiyaya

nyakungwa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

ndongwe unochemei
hiyaya hinde hiyaya

maposa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

shupi unochemehi
hiyaya hinde hiyaya

bvunzeni baba vako
hiyaya hinde hiyaya

ndakabva nekooo
hiyaya hinde hiyaya

kumhunga hakune pwa
hiyaya hinde hiyaya

hunherera ndehwako
vabereki ndevavo

makata ndeyako
materu ndeyavo

huyanga ndehwako
huyani ndehwavo

zvenando ndezvako
zvisvinu ndezvavo

zvitsaru ndezvako
zvitsa ndezvavo

zvese ndezvako
mwanangu

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo
hiyee

hohoho hoyaya hiye
hiyaya

hohoho hoyaya hiye
hiyaya

hohoho hoyaya hinde
hiyaya

hohoho hoyaya hinde
hiyaya

hohoho hoyaya hinde
hiyaya

hohoho hoyaya hinde
hiyaya

hohoho hoyaya hinde
hiyaya

hahuhahuhu
hoyaya
hinde hiyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde hiyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde heyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde heyeye

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

nyarara kuchema
mwari anoona

mwanangu unochemei
hiyaya hinde hiyaya

mwanangu unochemehi
hiyaya hinde hiyaya

tapa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

katondo unochemei
hiyaya hinde hiyaya

nyakungwa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

ndongwe unochemei
hiyaya hinde hiyaya

maposa unochemei
hiyaya hinde hiyaya

shupi unochemehi
hiyaya hinde hiyaya

bvunzeni dhedhi
hiyaya hinde hiyaya

ndakabva nekooo
hiyaya hinde hiyaya

kumhunga hakune pwa
hiyaya hinde hiyaya

munya ndewako
chingwa ndechavo

mutakura ndewako
sadza nderavo

kunze ndekwako
mumba ndemavo

chando ndechako
kudziya ndekwavo

musango ndemako
mumusha ndemavo

nhamo ndeyako
rugare nderwavo

zvese ndezvako
mwanangu

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo

nherera ndimambo
nherera ndimambo
hiye

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hohoho hiyaya hiye
hiyaya

hahuhahuhu
hoyaya
hinde hiyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde hiyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde heyeye

hahuha huhu
hoyaya
hinde heyeye

Ndiyoyi Mhuri Yangu - Mike Mopo & Zinawa

mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe

ndateterera mukuruwe
mhuru yangu ndiyoyi mukuruwe
ndateterera mukuruwe
mhuru yangu ndiyoyi mukuruwe

ifambe mumafuro manyoro
ifambe munyika yakateramira
ikame mukaka wenyika yayo
ifambe munyika yakateramira

ibvambirei mudutu
ifambe munyika yakateramira
ipundutso mumeso memhandu dzayo
ifambe munyika yakateramira

ive chisingapwe chitubu
chadzo njere nehumhare izvo
nzinza rayo neanotevera
achanwaka nekusingaperi

igone kutsara nekureva
zvainoda nezvaisingade
ikushe mashoko nezviito
zvinadzo tsika nenduramo

ndateterera mukuruwe
mhuri yangu ndiyoyi mukuruwe
ndateterera mukuruwe
mhuri yangu ndiyoyi mukuruwe

ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu

mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe
mwari iwe mukuruwe

ndateterera mukuruwe
mhuru yangu ndiyoyi mukuruwe
ndateterera mukuruwe
mhuru yangu ndiyoyi mukuruwe

ifambe mumafuro manyoro
ifambe munyika yakateramira
ikame mukaka wenyika yayo
ifambe munyika yakateramira

ibvambirei mudutu
ifambe munyika yakateramira
ipundutso mumeso memhandu dzayo
ifambe munyika yakateramira

ive chisingapwe chitubu
chadzo njere nehumhare izvo
nzinza rayo neanotevera
achanwaka nekusingaperi

igone kutsara nekureva
zvainoda nezvaisingade
ikushe mashoko nezviito
zvinadzo tsika nenduramo

ndateterera mukuruwe
mhuri yangu ndiyoyi mukuruwe
ndateterera mukuruwe
mhuri yangu ndiyoyi mukuruwe

ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu

ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu
ndiyoyi mhuri yangu

Wednesday 10 September 2014

Jesu Ngaarumbidzwe - The Gospel Trumpet

mbiri yose
ndeya jesu

mbiri yose
ndeya jesu

mbiri yose
ndeya jesu

Haisi yedu
kwete

honaka
tiri vajesu

takatengwa
neropa rajeso

usatityire
tina jesu

tine mweya
mutswene

tshumaila ivhangeli
tshumaila ivhangeli

tshumaila ivhangeli
tshumaila ivhangeli

hatina nguva
yokutamba nayo isu

nguva yokutamba hatichina
hatitambe nenguva isu

hatina nguva
yokutamba nayo isu

nguva yokutamba hatichina
hatitambe nenguva isu

iwe satan hauna dhowo
iwe satan hauna chance

iwe satan hauna dhowo
iwe satan hauna chance

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

kwese kwese muno munyika
kwese kwese

kwesek kwese muno munyika
kwese kwese

kwese kwese muno muniyka
kwese kwese

tshumaila ivhangeli
yonke ndawo

tshumaila ivhangeli
yonke ndawo

tshumaila ivhangeli
yonke ndawo

tshumaila ivhangeli
yonke ndawo

hatina nguva
yokutamba nayo isu

nguva yokutamba
hatitambe nenguva isu

hatina nguva
yokutamba nayo isu

nguva yokutamba
hatitambe nenguva isu

ngariende
vhangeri rajesu

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

ngariende
vhangeri

jesu ngavaparidzwe
kwese kwese

honaka tiri vajesu
takatengwa neropa rajesu

usatityire
tina jesu

tine mweya
mutsvene

tshumaila ivhangeli
tshumaila ivhangeli


tshumaila ivhangeli
tshumaila ivhangeli

Uya Uponeswe - Pastor Titus Murefu & the Gospel Trumpet

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

uya uponeswe
uya uponeswe

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

huya uponeswe
huya uponeswe

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

huya uponeswe
huya uponeswe

hiya hameno zvavo
ivo vasina mwenje

iwo wokuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

hiya hameno zvavo
ivo vasina mwenje

iwo wokuzovhenekera
mukati merima

hiya hameno zvavo
ivo vasina mwenje

iwo wokuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

uya uponeswe
uya uponeswe

iwe unozviziva
zviri mumoyo mako

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

uya uponeswe
uya uponeswe

hiya hameno zvavo
ivo vasina mwenje

iwo wokuzovhenekera
mukati merima

hiya hameno zvavo
ivo vasina mwenje

iwo wokuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

oh isu tinawo
iwo mwenje

iwo wekuzovhenekera
mukati merima

Monday 8 September 2014

Mudiwa Janet - John Chibadura

ndiwe here mudiwa janet
ndiwe here ungandidaro

ndiwe here mudiwa janet
ndiwe here ungandidaro

kubvira zuva ratakadanana
ndakakuudza kuti ndine vana vangu

kubvira musi wandakadana newe
ndakakuudza kuti ndine vangu

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

zvakafanana negara ndichauya
uriwe zvako uchidindaro

zvakafanana negara ndichauya
uriwe zvako uchidindaro

kubvira zuva ratakadanana
ndakakuudza kuti ndine vana vangu

kubvira musi wandakadana newe
ndakakuti ini ndine vangu

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
ngatirambane

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya

handingarase vana vangu
nekuda kwerudo

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya

ndatirambane

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
handingarase vana vangu

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
handingarase vana vangu
nekuda kwerudo

Wednesday 3 September 2014

Ngoda - Jah Prayzah

Anoti ko ko ko 
ane shangu dzinorira
Akati mba mba mba 

kupfeka nhumbi dzinobata
Akarizunza zunza so 

ane bvudzi rakareba
Akanyemwerera 

mhai ane meno machena
Rudo runorarama 

ndirworwandinoda
Ukangondisiya chete 

dhiya watondiponda
Sahwira wangu umbiridza 

zvauriwe Dhadza
Panopera rudo 

runozosara rangova ronda
Hausati wamuona here 

akapodapoda
Mwana here 

kuonekera kukosha sengoda
Hausati wamuona here 

akapodapoda
Mwana here 

kuonekera kukosha sengoda
Uyu mwana here uyu

uyu mwana here
Inyaya yerudo 

yakapinda mumwongo
Mwana uye agere 

arimo mumwoyo
Dai mwoyo waivhurika 

maimuona arimo
Dai mwoyo waivhurika 

maiona muzere rudo
Ndiripo dhiya wangu 

handitaramuke
Ukaenda kure ndotevera 

handitaramuke
Ukaenda seri kwechikomo 

tiri tose
Ukaenda mhiri kwerukova 

ndoyambuka
Anobva seri kwemakore 

ngirozi yamakasika
Mirira mirira 

umuone achidarika
Mirira mirira 

umuone achidraika

Maria - Jah Prayzah

Machongwe achiti korikori
Ruchiri rungwanani
Ndikati kokokoi
Pamusha Simbirori
Zvikanzi unoda ani
Ende umbori ani
Une bvunzi rakadai
Ngundu yagodobori
Meso mbovha nemabori
Waita mamukiroi
Baba ndozvandingori
Ndamuka rungwanani
Ndinotsvaka Maria, Maria
Nhai baba waMaria
Ndinotsvaka Maria, Maria
Nhai baba waMaria
Uri mukwashai
Asina kana mari
Kana mombe yehumai
Nhava izere netsombori
Aya masvikiroi
Usingatumire munyai
Sei usinganyari
Hasakaona zvakadai
Changamire Simbirori
Hongu handina mari
Ndinotema hugariri
Chero tiri vaviri
Kana mandipa Maria, Maria
Ndinotsvaga Maria
Nhai baba waMaria
Kwandabva kure kure
Musango rizere makure
Kunorira nhengure
Mira ndizvidure
Maria ndibure
Nditakanure
Pachimanikire

Tuesday 2 September 2014

Ivai Navo - Oliver Mtukudzi

muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisirai pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenzi

muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisirai pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenzi

kuve musoro wemba kunobva kwavari
simba racho ndiro shoma
moyo wangu uri kwavari
ndiri kure seiko ivai navo
tenzi

kuve musoro wemba kunobva kwavari
simba racho ndiro shoma
moyo wangu uri kwavari
ndiri kure seiko ivai navo
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

mhuri yangu ndiyo chete
choga chinhu chandiinacho
ndisinayo raramo yangu
ingareveiko panyika
tenzi

mhuri yangu ndiyo chete
choga chinhu chandiinacho
ndisinayo raramo yangu
ingareveiko panyika
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisira pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenziiiii

Musavadadira Varume - Pah Chihera

wanga urikupi
sorry sorry

ndanga ndichiedza kukufonera usingadaire fone
sorry sorry

ndati wanga uri kupi
sorry sorry

ndati wanga uri kupi
sorry sorry

ndozvandisingade izvozvi
kurumidza kubika chikafu chako wega
handina kumbokusiira chikafu

hei mai mwana sorry zvenyu
ndange ndichinonoka kubva kubasa uko


musavadadira varume woye
sevasina kutikoshera
musavadadira varume woye
sevasina kutikoshera

wangu murume ndisinyoro
ufunge akandikoshera
wangu
wangu murume ndisinyoro
ufunge akandikoshera
wangu

asikana handimborara
sinyoro vane rudo
asikana handimborara
sinyoro vane nyambo

asikana handimborara ini
sinyoro vane rudo
asikana handimborara
sinyoro vane nyambo

kana hopeeee
kana hope
kana hopeeee
kana hope
kana hope
kana hope
kana hope

vatete murume wenyu
mutupo ndiyani
murewa

atete murume wenyu
mutupo ndiyani
murewa

asikana handimborara
murewa vane rudo
asikana handimborara ini
murewa vanotandara

asikana handimborara
murewa vane rudo
asikana handimborara ini
murewa vanotandara

kana hopeeeee
kana hope
kana hopeeeee
kana hope
kana hope
kana hope
kana hope
kana hope

sisi murume wenyu mutupo ndiani
chikonamombe
sisi murume wenyu mutupo ndiani
chikonamombe

asikana handimborara
chikonazi vane rudo
asikana handimborara
chikonazi vane vanofara ava

asikana handimborara ini
chikonazi vane rudo
asikana handimborara
chikonazi vane vanofara ava

kana hopeeeeeee
kana hope
kana hopeeeeeee
kana hope
kana hope
kana hope
kana hope

ko muroora mukadzi wamhofu zvakamira seiko
sei sei
ko muroora mukadzi wamhofu zvakamira seiko
sei sei

asikana handimborara
mhofu vane rudo
asikana handimborara
mhofu vakapenga ava

asikana handimborara ini
mhofu vane rudo
asikana handimborara
mhofu vakakoraaa

hatigone kurarama vasipo varume woye
hatigone kurarama vasipo varume woye
hatigone kurarama vasipo varume woye
hatikwanise kurarama vasipo varume woye
hatikwanise kurarama vasipo varume woye

Shamiso - Oliver Mtukudzi

shami

shamiii
shamisoo ohohoho
apa nhasi wandigona

shami
shamisoo ohohoho
apa nhasi wanditsvata

shamisooo
shamiso mwananguwee
apa nhasi wandigona

ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

ndokutengera siripasi
ndichakutengera patapata

ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

ndokutengera siripasi
ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

shamiii
shamiso mwananguwe
apa nhasi wanditsvata

toti makorokoto
makorokoto wagona
apa nhasi watitsvata

ndoti makorokoto
makorokot wachata
apa nhasi wanditsvata isu

ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

ndokutengera siripasi
ndichakutengera patapata

ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

ndokutengera siripasi
ndichakutengera patapata

toti makorokoto
makorokoto wagona kani

ndapurumuka
ndapurumuka
ndapurumuka
ndapurumuka
ndapurumuka
ndapurumuka
ndapurumuka

toti makorokoto
makorokoto wagona
apa nhasi wandigona

ndoti makorokoto ini
makorokoto wachata
apa nhasi wanditsvata isu vedzinza

ndoti makorokoto
makorokot wachata
apa nhasi wanditsvata

ndichakutengera patapata
ndichakutengera patapata

ndokutengera siripasi
ndichakutengera patapata

Monday 1 September 2014

Kuronga Dondo - Oliver Mtukudzi

ndakaronga dondo
ndakaronga dondo changamire
ndaiti pandasvika mutserendende ndagona

ndaiti patasvika mutserendende
apa ndakaronga dondo
ndakaronga dondo changamire
ndakaronga dondo

kusaziva chisi chako mazwi mashoma
chisi chako masimba mashoma changamire
masimba mashoma

apa ndakaronga dondo
ndakaronga dondo baba

ndakaronga dondo ini
saka ndodiniko matonga

ndingaiteiko matonga
ndodiniko matonga kare
ndingaiteiko matonga

ndaiti kunotanga akatanga
achitevera wakatevera

ndaiti kunotanga akatanga
achitevera wakatevera

apa ndasara ndoga
ndasara ndoga babawe kani

uku ndokuronga dondo
ndakaronga dondo changamire

ndakaronga doooondo
aah babawe kani

ndodiniko matonga
ndingaiteiko matonga

ndodiniko kwatongwa kare
ndingaiteiko matonga

ndakaita angu mafungiro
ivo vane avo changamire

kuita angu  marongero
ivo vane avo changamire hinde

apa ndakaronga dondo
ndakaronga dondo changamire

ndakaronga doooondo
ohh babawe kani

ndaiti patasvika mutserendende
tagona oho baba

ndaiti patasvika mutserendende
ndingaiteiko matonga

ndodiniko matonga
ndingaiteiko matonga

ndodiniko matonga
ndingaiteiko matonga

chisi chako mazwi mashoma
mazwi mashoma

ndingaiteiko matonga
chisi chako masimba mashoma

ndingaiteiko matonga
saka ndodiniko matonga

ndingaiteiko matonga
ndodiniko matonga kare
ndingaiteiko matonga

hooo babawe kani
hooo babwe kani

ndingaiteiko ini matonga
ndodiniko matonga
ndingaiteiko matonga

angu marongero 
ivo vane avo changamire
ndingaiteiko matonga

kuita angu mafungiro
ivo vane avo changamire
ndingaiteiko matonga
ndodiniko matonga

Chigwindiri - Thomas Mapfumo

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

ndauya mukoma
hiya
ndauya mukoma
hiya
ndauya mukoma
hiya

kanyama kemusango
ohohoho
kanyama kemusango
ohohoho
kanyama kemusango
ohohoho

irombe remusango
ohohoho
irombe remusango
ohohoho
irombe remusango
ohohoho
irombe remusango
ohohoho

urombe wemusango
ohohoho
urombe wemusango
ohohoho
urombe wemusango
ohohoho

hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofire musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya

regai ndiriseni
hoyelele iha
regai ndiriseni
hoyelele iha

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

chigwindiri wauya
zinhu risina hama
tamba tione

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
rodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
ndodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
ndodyiwa nemakava

haa ini zinhu risina hama
ndonofira musango
haa ini zinhu risina hama
ndodyiwa nemakava

hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye
hoyele iye iye iye

nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya
nditambireiwo
hoyelele hiya