Tuesday 21 October 2014

gurajena - new black montana


gurajena vakomana
imi regai kudaro
mwoyo wangu ini ndatambura

wakandimitisa
mudiwa wangu
ukandidzingisa chikoro

wakandinyengedza
mudiwa kuti uri wega
asi wakaroora

ini nokukudawo
kwandaiita upenyu hwangu
nhasi hwaoma

baba vakandidzinga
ini pamusha pavo
ndoendepiko wakaroora

yesssss

ndodiniko murume wangu
kugara ndichingochema
iwe wakaroora

ndodiniko murume wangu
gurajena vakomana
ndiudze wandikakanganwa

gurajena vakomana
ndiudze wakaroora

gurajena vakomana
ndiudze wandikanganwa

gurajena vakomana
mwana wamukanganwa

ndodiniko murume wangu
kugara ndichingochema
iwe wakaroora

ndodiniko murume wangu
gurajena vakomana
ndiudze wandikakanganwa

gurajena vakomana
ndiudze wakaroora

gurajena vakomana
ndiudze wandikanganwa

gurajena vakomana
mwana wamukanganwa

lets go
lets go
lets go
lets go

No comments:

Post a Comment