Sunday 5 October 2014

Mabhauwa - Khiama Boys


iwe mabhauwa uchatondiroora chete
iwe mabhauwa uchatondiroora chete

nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe

mabhauwa

Iwe mabhauwa uchatondiroora chete
Iwe mabhauwa uchatondiroora chete

nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe

mabhauwa

haiite iyoyo
nhaka uchatondiroora chete

zvekukechwakechwa
ini handimbozvifarira

zvekukechwakechwa
ini handimbozvifarira

zvekukechwakechwa amai
ini handimbozvifarira

zvekukechwakechwa
ini handimbozvifarira

parestaurant
ndichiendwa neni

parestaurant
ndichiendwa neni

handidi parestaurant amai
ndichiendwa neni

mabhauwa iwe
ndidewo kani

mabhauwa iwe
ndidewo kani

mabhauwa iwe
ndidewo kani

ida mwana zvifambe
uchadya izvozvo

mabhauwa iwe
ndide ndide

mabhauwa iwe
ndide ndide

mabhauwa iwe
ndide ndide

mabhauwe iwe
ndide ndide
ndide ndidewo

amaihwe kani amai
amaihwe kani amai

endai monoudza tete rose
nhasi mwana uye wandiramba

mabhauwa wenyu wandiramba
ndozviudza aniko amai

ah
ndozviudza aniko amai

iwe zverudo
zvagara zvinonetsa.

ndingafara seiko
iwe wandiramba

oh ndingafara seiko
iwe wandiramba

oh ndingafara seiko ini
iwe wandiramba

hama ndingafara seiko
iwe wandiramba

oh ndingafara seiko
iwe wandiramba

baba ndingafara seiko
ini ndarambwa

oh ndingafara seiko
ini ndarambwa

hama ndingafare seiko
iwe wandirambwa

No comments:

Post a Comment