Friday, 28 November 2014

paakwira mheno akadzika - Tocky


a a a
eh
hi hi hi
tocky waenda
eh
nezivo ramwari
nenyasha
dzamwari
ndakakuti ndikati ghetto rese simudzai maoko
vanosimudza
chese chandaita ndikangochiisa mughetto
haritani kuapprecieta
ndozoti ghetto rose itai ohoi ohoi ohoi
ohoi ohoi ohoi
ndichiti ghetto rose itai ohoi ohoi ohoi
ohoi ohoi ohoiooo
tocky uya aenda nenyika
ohoi ohoi ohoi
paakwira mheno akadzika
ohoi ohoi ohoiooo
mbiri hombe kuna akatisika
ini ndainyadzisa
nhasi ndodadisa
eh
apa ndakaita chitsidzo namhai
nyange vekuradio vakatiinzwai
oh hiii
tocky pazvinenge zvanaka usatikanganwe
ndoda simba chitsidzo ndisatyore
munamate yose kune figate
mhamha musatikanganwe
heuwe
uko zvino kuti
a a hihihi
i-slogan yaenda nembiri
kuti mukurumbira uchiuraya chimiro payi
ndigare ndanyora will
ohoi oho oho oho
tocky uya aenda nenyika
ohoi ohoi ohoi
paakwira mheno akadzika
ohoi ohoi ohoiooo
mbiri hombe kuna akatisika
ini ndainyadzisa
nhasi ndodadisa
eh
zvinhu zvacho zviri paviri
regai ndabuda munyaviri
ndotoshaya kuti ndodii
vaakuditevera vazhinji
ndakazvitarisa pagirazi
hazvimboenderani
zvandiri izvi ndingadiwa nani
ndoratidzika semunhu wepazasi
mafanzi oti vogazve
a anotipa focus
mhanzi yake haikuvadze
ine order zvoita sezvadzo
ohoi ohoi ohoiooo
tocky uya aenda nenyika
ohoi ohoi ohoi
paakwira mheno akadzika
ohoi ohoi ohoiooo
mbiri hombe kuna akatisika
ini ndainyadzisa
nhasi ndodadisa
eh
apa ndakaita chitsidzo namhai
nyange vekuradio vakatiinzwai
oh hiii
tocky pazvinenge zvanaka usatikanganwe
ndoda simba chitsidzo ndisatyore
munamato yose kune figate
mhamha musatikanganwe
heuwe
uko zvino kuti
a a hihihi
i-slogan yaenda nembiri
kuti mukurumbira uchiuraya chimiro payi
ndigare ndanyora will
ohoi oho oho oho
tocky uya aenda nenyika
ohoi ohoi ohoi
paakwira mheno akadzika
ohoi ohoi ohoiooo
mbiri hombe kune akatisika
ini ndainyadzisa
nhasi ndodadisa
zvinhu zvacho zviri paviri
regai ndabuda munyaviri
ndotoshaya kuti ndodii
vaakuditevera vazhinji
ndakazvitarisa pagirazi
hazvimboenderani
zvandiri izvi ndingadiwa nani
ndoratidza semunhu wepazasi
mafanzi oti vogazve
a anotipa focus
mhanzi yake haikuvadze
ine order zvoita sezvadzo
tocky uya aenda nenyika
ohoi ohoi ohoi
paakwira mheno akadzika
ohoi ohoi ohoiooo
mbiri hombe kuna akatisika
ini ndainyadzisa
nhasi ndodadisa

Hukoche Koche - Tuku (Mukombe Wemvura)


Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

panofondokwa kudikitira
ita hukoche koche navamwe

ohhhh navamwe

vanomazera pavanetseka
iwe teerera

panofondokwa kudikitira
ita hukoche koche navamwe

vanomazera pavanetseka
iwe teerera

mai vaiti
mai vaiti

mai vangu vaiti kana kuri kukopa
kopa dhoiri rakanaka

kwete kungokopa
kungokopa nerisina peteni yakanaka

mai vangu vaiti kana kuri kukopa
kopa dhoiri rakanaka

kwete kungokopa
kungokopa nerisina peteni yakanaka

Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

Panotsva ndebvu
varume ngatidzimurane

panofondokwa kudikitira
ita hukoche koche navamwe

oohh navamwe

vanomazera pavanetseka
iwe teerera

mai vangu vaiti kana kuri kukopa
kopa dhoiri rakanaka

kwete kungokopa
kungokopa nerisina peteni yakanaka

mai vangu vaiti kana kuri kukopa
kopa dhoiri rakanaka

kwete kungokopa
kungokopa nerisina peteni yakanaka

Dzinge Hwema - Tuku's Mukombe Wemvura


Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

suduruka
sudurukaka

suduruka
sudurukaka

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwa
hakudzinge hwema

urutsa vhu ibvaka kumhepo
ugonzvenga hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

suduruka sudurukaka
ugonzvenga hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo
zvingadzinge hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo
zvingadzinge hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

Kosvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

Kusvipa kuramba uchisvipa
nhai kusvipa kungadzinge hwema

aiwaka
hakudzinge hwema

Sunday, 23 November 2014

Ivai Navo - Oliver Mtukudzi


muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisira pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenzi

muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisira pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenzi

kuve musoro wemba kunobva kwavari
simba racho ndiro shoma
moyo wangu uri kwavari
ndiri kure seiko ivai navo
tenzi

kuve musoro wemba kunobva kwavari
simba ndiro racho shoma
moyo wangu uri kwavari
ndiri kure seiko ivai navo
tenzi

midzimu yangu wee ivani navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivani navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

mhuri yangu ndiyo chete
choga chinhu chandiinacho
ndisinayo raramo yangu
ingareveiko panyika
tenzi

mhuri yangu ndiyo chete
choga chinhu chandiinacho
ndisinayo raramo yangu
ingareveiko panyika

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivani navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

midzimu yangu wee ivai navo
tenzi
tariro yangu iri kwamuri
tenzi
mwari wangu wee ivai navo
tenzi
simba racho ndiro shoma
tenzi

muri ziso pandinofamba
muri ziso pandisiri
chinditarisira pandisiri
pandinofamba ivai navo
tenzi

Thursday, 23 October 2014

ndega ndega (taive gumi nevaviri) - Ambuya Madhuve version


taive gumi nevaviri
tichibva kumoza
vamwe ndokudyiwa neshumba
ini ndikaponera mumuti

seshamwari dzepamoyo
shamwari dzeropa
pandakadzika mumuti
ndokutanga kushevedza

ko mabhunu aenda nepi
havanga daire
ko masango aenda nepi
havanga daire

inga vakomana nguva yapera
hapana mhinduro
ndafamba chinhambwe
ndokuona makomo

iri nzvimbo yaityisa
zvino ndarangarira magamba
andanga ndinavo
oh vapera kufa

midzimu yemuno mandirasa
kundisiya ndega ndega
senzungu yakadonha panzira
inga ndasara ndegani

mhondoro dzemuno mandiramwa
kundisiya ndega ndega
senzungu yakadonha panzira
inga ndasara ndega ndega

nhai ndasara ndega ndega
nhai ndasara ndega ndega
nhai ndasara ndega ndega
nhai ndasara ndega ndegane

taive gumi nevaviri
tichibva kumoza
vamwe ndokudyiwa neshumba
ini ndikaponera mumuti

seshamwari dzepamoyo
shamwari dzeropa
pandakadzika mumuti
ndokutanga kushevedza

ko mabhunu aendanepi
havanga daire
ko masango aendanepi
havanga daire

inga vakomana nguva yapera
hapana mhinduro
ndafamba chinhambwe
ndokuona makomo

iri nzvimbo yaityisa
zvino ndarangarira magamba
andanga ndinavo
oh vapera kufa

midzimu yemuno mandirasa
kundisiya ndega ndega
senzungu yakadonha panzira
inga ndasara ndegani

mhondoro dzemuno mandiramwa
kundisiya ndega ndega
senzungu yakadonha panzira
inga ndasara ndega ndega

nhai ndasara ndega ndega
nhai ndasara ndega ndega
nhai ndasara ndega ndega
mhai ndasara ndega
ndegande

vamwe vangu vakafa shuwa
vamwe vangu vakafa shuwa
ndekusara ndega musango
ndega ndega ndega

vamwe vangu vakafa shuwa
vamwe vangu vakafa ini
ndekusara ndega musango
ndega ndega ndega

vamwe vangu vakafa shuwa
vamwe vangu vakafa shuwa
ndekusara ndega musango
ndega ndega ndega

vamwe vangu vakafa shuwa
vamwe vangu vakafa shuwa
ndekusara ndega musango

hona akomana
ndega munzira
hona akomana
ndega munzira

hona akomana
ndega munzira
hona asikana
ndega munzira

ndiri ndega ndega ndichiuya
ndega munzira
ndiri ndega ndega ndichiuya
ndega munzira

ndiri ndega ndega ndichiuya
ndega munzira
ndiri ndega ndega ndichiuya
ndega munzira

taive gumi nevaviri
ndega munzira
tichibva moza
ndega munzira

vamwe vakarumwa nenyoka
ndega munzira
ini ndokuponera mumuti
ndega munzira

vamwe vakadziywa neshumba
ndega munzira
hona masango anoera
ndega munzira

mhondoro dzemuno mandirasa
ndega munzira
aha

Tuesday, 21 October 2014

gurajena - new black montana


gurajena vakomana
imi regai kudaro
mwoyo wangu ini ndatambura

wakandimitisa
mudiwa wangu
ukandidzingisa chikoro

wakandinyengedza
mudiwa kuti uri wega
asi wakaroora

ini nokukudawo
kwandaiita upenyu hwangu
nhasi hwaoma

baba vakandidzinga
ini pamusha pavo
ndoendepiko wakaroora

yesssss

ndodiniko murume wangu
kugara ndichingochema
iwe wakaroora

ndodiniko murume wangu
gurajena vakomana
ndiudze wandikakanganwa

gurajena vakomana
ndiudze wakaroora

gurajena vakomana
ndiudze wandikanganwa

gurajena vakomana
mwana wamukanganwa

ndodiniko murume wangu
kugara ndichingochema
iwe wakaroora

ndodiniko murume wangu
gurajena vakomana
ndiudze wandikakanganwa

gurajena vakomana
ndiudze wakaroora

gurajena vakomana
ndiudze wandikanganwa

gurajena vakomana
mwana wamukanganwa

lets go
lets go
lets go
lets go

Mukadzi Wemapoto - New Black Montana


mukadzi wemapoto kunetsa
zvaanoda zvacho kuwandisa

mukadzi wemapoto kushupa
hama dzangu ini ndanetseka naye

mukadzi wemapoto kunetsa
zvaanoda zvacho kuwandisa

mukadzi wemapoto kuhsupa
hama dzangu ndashaya zvekuita naye

kana mumba musina chokubata
hondo yacho haiite

kana mumba musina chekubata
hondo yacho haiite

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mukadzi wemapoto kunetsa
mukadzi wemapoto kushupa

rudo rwemapoto kunetsa
imba yemapoto kushupa

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mukadzi wemapoto kunetsa
mukadzi wemapoto kushupa

rudo rwemapoto kunetsa
imba yemapoto kushupa

nhaiweeee

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mapoto ndagura kani hama dzangu
mapoto ndagura kani hama dzangu

mukadzi wemapoto kunetsa
mukadzi wemapoto kushupa

rudo rwemapoto kunetsa
imba yemapoto kushupa

cheka
chikida

cheka
chikida

cheka
chikida

haiwa