Monday 8 September 2014

Mudiwa Janet - John Chibadura

ndiwe here mudiwa janet
ndiwe here ungandidaro

ndiwe here mudiwa janet
ndiwe here ungandidaro

kubvira zuva ratakadanana
ndakakuudza kuti ndine vana vangu

kubvira musi wandakadana newe
ndakakuudza kuti ndine vangu

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

ndiwe here ngandidaro
ndiwe here ungandidarowo

zvakafanana negara ndichauya
uriwe zvako uchidindaro

zvakafanana negara ndichauya
uriwe zvako uchidindaro

kubvira zuva ratakadanana
ndakakuudza kuti ndine vana vangu

kubvira musi wandakadana newe
ndakakuti ini ndine vangu

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

iwe wakati joe usambochema
vana vako ava ndichavachengeta

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

nhasi uno zvave kufamba sei
zvawave kuti haudi vana vangu

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
ngatirambane

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya

handingarase vana vangu
nekuda kwerudo

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya

ndatirambane

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
handingarase vana vangu

hoo ndeya
hoilele ndeya
hoo ndeya
handingarase vana vangu
nekuda kwerudo

No comments:

Post a Comment