Sunday 5 October 2014

Tsvimbo Dzemoto - Bhundu Boys

makare kare paruzevha painakidza
makare kare paruzevha painakidza

vanakomana nanasikana vaitamba chinungu
vanakomana nanasikana vaitamba chinungu

vanasekuru nanambuya vairidze mbira
vanasekuru nanambuya vairidze ngoma
gare gare pakazouya tsvimbo dzemoto
gare gare pakazouya tsvimbo dzemoto

pakaputika tsvimbo dzemoto mafaro ndokupera
pakaputika tsvimbo dzemoto mafaro ndokupera

vanasekuru nanambuya ndokutize misha
vanakomana nanasikana ndokutize misha

vainosangana kudhorobha kwavaikurukura nhamo
dzavaiona kumusha panguva yehondo

vainosangana kudhorobha kwavaikurukura nhamo
dzavaiona kumusha panguva yehondo

makare kare paruzevha painakidza
makare kare paruzevha painakidza

vanakomana nanasikana vaitamba chinungu
vanakomana nanasikana vaitamba chinungu

vanasekuru nanambuya vairidze mbira
vanasekuru nanambuya vairidze ngoma
gare gare kwakazouya tsvimbo dzemoto
gare gare kwakazouya tsvimbo dzemoto

pakaputika tsvimbo dzemoto mafaro ndokupera
pakaputika tsvimbo dzemoto mafaro ndokupera

vanasekuru nanambuya ndokutize misha
vanakomana nanasikana ndokutize misha

vainosangana kudhorobha kwavaikurukura nhamo
davaiona kumusha paguva yehondo

vainosangana kudhorobha kwavaikurukura nhamo
davaiona kumusha paguva yehondo

honde hiye hiye
honde hiye hiye

No comments:

Post a Comment